1 Samueri 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Ndinozvidemba+ kuti ndakaita kuti Sauro atonge samambo, nokuti arega kunditevera,+ uye haana kuita zvandakataura.”+ Izvi zvakatambudza Samueri,+ akaramba achichema kuna Jehovha usiku hwose.+
11 “Ndinozvidemba+ kuti ndakaita kuti Sauro atonge samambo, nokuti arega kunditevera,+ uye haana kuita zvandakataura.”+ Izvi zvakatambudza Samueri,+ akaramba achichema kuna Jehovha usiku hwose.+