Pisarema 36:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti akanyanya kuzvinyengera mukuona kwake+Kuti awane kukanganisa kwake kuitira kuti akuvenge.+ Pisarema 125:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,+Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvinhu zvinokuvadza.+Israeri achava norugare.+ Muparidzi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwana murombo asi iye akachenjera+ ari nani kupfuura mambo akwegura asi ari benzi,+ asingachazivi kuti anofanira kunyeverwa.+ Maraki 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kubvira pamazuva emadzitateguru enyu makatsauka pamirau yangu uye hamuna kuichengeta.+ Dzokai kwandiri, uye ini ndichadzoka kwamuri,”+ Jehovha wemauto adaro. Asi imi makati: “Tichadzoka sei?”
5 Asi vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,+Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvinhu zvinokuvadza.+Israeri achava norugare.+
13 Mwana murombo asi iye akachenjera+ ari nani kupfuura mambo akwegura asi ari benzi,+ asingachazivi kuti anofanira kunyeverwa.+
7 Kubvira pamazuva emadzitateguru enyu makatsauka pamirau yangu uye hamuna kuichengeta.+ Dzokai kwandiri, uye ini ndichadzoka kwamuri,”+ Jehovha wemauto adaro. Asi imi makati: “Tichadzoka sei?”