2 VaKorinde 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hatisi kuzvirumbidzazve+ kwamuri, asi tiri kukupai chikonzero chokuzvirumbidza pamusoro pedu,+ kuti muve nemhinduro nokuda kwevaya vanozvirumbidza pamusoro pokuoneka kwokunze+ asi kwete pamusoro pomwoyo.+ 2 VaKorinde 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munotarira zvinhu maererano nokuoneka kwazvinoita kunze.+ Kana munhu achizvivimba kuti ndowaKristu, iye ngaafunge chinhu ichi, kuti, iye zvaari waKristu, nesuwo tiri vake.+
12 Hatisi kuzvirumbidzazve+ kwamuri, asi tiri kukupai chikonzero chokuzvirumbidza pamusoro pedu,+ kuti muve nemhinduro nokuda kwevaya vanozvirumbidza pamusoro pokuoneka kwokunze+ asi kwete pamusoro pomwoyo.+
7 Munotarira zvinhu maererano nokuoneka kwazvinoita kunze.+ Kana munhu achizvivimba kuti ndowaKristu, iye ngaafunge chinhu ichi, kuti, iye zvaari waKristu, nesuwo tiri vake.+