2 VaKorinde 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Tiri kutangazve kuzvirumbidza here?+ Kana kuti, zvichida, sevamwe vanhu, tinoda tsamba+ dzokurumbidza dzinouya kwamuri kana dzinobva kwamuri here? 2 VaKorinde 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti hatitsungi kuzvifananidza nevamwe kana kuzvienzanisa nevamwe vanozvirumbidza.+ Chokwadi ivo pavanozviyera naivo pachavo uye pavanozvienzanisa naivo pachavo havanzwisisi.+
3 Tiri kutangazve kuzvirumbidza here?+ Kana kuti, zvichida, sevamwe vanhu, tinoda tsamba+ dzokurumbidza dzinouya kwamuri kana dzinobva kwamuri here?
12 Nokuti hatitsungi kuzvifananidza nevamwe kana kuzvienzanisa nevamwe vanozvirumbidza.+ Chokwadi ivo pavanozviyera naivo pachavo uye pavanozvienzanisa naivo pachavo havanzwisisi.+