1 Samueri 10:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi varume pasina,+ vakati: “Uyu achatiponesa sei?”+ Naizvozvo vakamuzvidza,+ uye havana kumuunzira chipo chero chipi zvacho.+ Asi iye akaramba achiita somunhu asisatauri.+ 2 Makoronike 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha akaita kuti umambo hwacho hurambe hwakasimba kwazvo muruoko rwake;+ uye vaJudha vose vakaramba vachipa Jehoshafati zvipo,+ akava nepfuma yakawanda uye aikudzwa kwazvo.+ Zvirevo 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chipo idombo rinokosha rinofarirwa nomuridzi waro.+ Kwose kwose kwaanoenda anobudirira.+ Zvirevo 18:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Chipo chomunhu chichamugadzirira nzvimbo yakakura kwazvo,+ uye chichamuendesa pamberi pevanhu vakuru.+
27 Asi varume pasina,+ vakati: “Uyu achatiponesa sei?”+ Naizvozvo vakamuzvidza,+ uye havana kumuunzira chipo chero chipi zvacho.+ Asi iye akaramba achiita somunhu asisatauri.+
5 Jehovha akaita kuti umambo hwacho hurambe hwakasimba kwazvo muruoko rwake;+ uye vaJudha vose vakaramba vachipa Jehoshafati zvipo,+ akava nepfuma yakawanda uye aikudzwa kwazvo.+
16 Chipo chomunhu chichamugadzirira nzvimbo yakakura kwazvo,+ uye chichamuendesa pamberi pevanhu vakuru.+