Vatongi 3:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Pashure pake pakava naShamgari+ mwanakomana waAnati, uye akauraya vaFiristiya,+ varume mazana matanhatu, nechibayiso chemombe; uye iyewo akaponesa Israeri.+ Vatongi 15:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino akawana pfupa nyoro reshaya yembongoro hono, akatambanudza ruoko rwake, akaritora, akauraya varume chiuru naro.+ 1 Samueri 13:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Pazuva rokurwa hapana bakatwa+ kana pfumo raiva muruoko rwomunhu chero upi zvake pavanhu vakanga vaina Sauro naJonatani; asi Sauro+ nomwanakomana wake Jonatani ndivo vaiva nazvo. 1 Samueri 17:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Ungano yose iyi ichaziva kuti Jehovha haaponesi nebakatwa kana kuti nepfumo,+ nokuti kurwa ndokwaJehovha,+ uye achakuisai mumaoko edu.”+
31 Pashure pake pakava naShamgari+ mwanakomana waAnati, uye akauraya vaFiristiya,+ varume mazana matanhatu, nechibayiso chemombe; uye iyewo akaponesa Israeri.+
15 Zvino akawana pfupa nyoro reshaya yembongoro hono, akatambanudza ruoko rwake, akaritora, akauraya varume chiuru naro.+
22 Pazuva rokurwa hapana bakatwa+ kana pfumo raiva muruoko rwomunhu chero upi zvake pavanhu vakanga vaina Sauro naJonatani; asi Sauro+ nomwanakomana wake Jonatani ndivo vaiva nazvo.
47 Ungano yose iyi ichaziva kuti Jehovha haaponesi nebakatwa kana kuti nepfumo,+ nokuti kurwa ndokwaJehovha,+ uye achakuisai mumaoko edu.”+