-
2 Samueri 9:10Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
10 Unofanira kumurimira munda, iwe nevanakomana vako nevashandi vako, ukohwe, uye zvichava zvokudya zvevanhu vomuzukuru watenzi wako, uye vachadya; asi Mefibhosheti, muzukuru watenzi wako, achadya zvokudya patafura yangu nguva dzose.”+
Zvino Zibha aiva nevanakomana gumi nevashanu nevashandi makumi maviri.+
-