2 Samueri 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Dhavhidhi akati kwaari: “Usatya, nokuti chokwadi ndichakuitira mutsa worudo+ nokuda kwababa vako Jonatani;+ ndichakudzorera munda+ wose wasekuru vako Sauro, uye iwe uchadya zvokudya patafura yangu nguva dzose.”+ 2 Samueri 19:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti imba yose yababa vangu ingadai isiri chinhu, yakatongerwa kufa nashe wangu mambo, asi makaisa mushandi wenyu pane vaya vanodya patafura yenyu.+ Naizvozvo ndichineizve chandingakumbira chakarurama kunyange chandingachemerazve+ kuna mambo?”
7 Dhavhidhi akati kwaari: “Usatya, nokuti chokwadi ndichakuitira mutsa worudo+ nokuda kwababa vako Jonatani;+ ndichakudzorera munda+ wose wasekuru vako Sauro, uye iwe uchadya zvokudya patafura yangu nguva dzose.”+
28 Nokuti imba yose yababa vangu ingadai isiri chinhu, yakatongerwa kufa nashe wangu mambo, asi makaisa mushandi wenyu pane vaya vanodya patafura yenyu.+ Naizvozvo ndichineizve chandingakumbira chakarurama kunyange chandingachemerazve+ kuna mambo?”