Pisarema 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Haiwa Jehovha, simukai!+ Ndiponesei,+ haiwa Mwari wangu!+Nokuti mucharova vavengi vangu vose pashaya dzavo.+Muchagura mazino evakaipa.+ Pisarema 56:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Panguva iyoyo vavengi vangu vachadzoka, pazuva randichashevedzera;+Ndinonyatsoziva izvi, kuti Mwari ari kurutivi rwangu.+
7 Haiwa Jehovha, simukai!+ Ndiponesei,+ haiwa Mwari wangu!+Nokuti mucharova vavengi vangu vose pashaya dzavo.+Muchagura mazino evakaipa.+
9 Panguva iyoyo vavengi vangu vachadzoka, pazuva randichashevedzera;+Ndinonyatsoziva izvi, kuti Mwari ari kurutivi rwangu.+