Dheuteronomi 28:62 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 62 Chokwadi muchasara nevashoma kwazvo,+ kunyange zvazvo muchizova mawanda senyeredzi dzokumatenga,+ nokuti munenge musina kuteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu. Pisarema 125:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,+Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvinhu zvinokuvadza.+Israeri achava norugare.+ VaRoma 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+
62 Chokwadi muchasara nevashoma kwazvo,+ kunyange zvazvo muchizova mawanda senyeredzi dzokumatenga,+ nokuti munenge musina kuteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu.
5 Asi vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,+Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvinhu zvinokuvadza.+Israeri achava norugare.+
28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+