2 Samueri 3:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Abhineri paakadzoka kuHebroni,+ Joabhi akaenda naye padivi pagedhi kuti ataure naye vari voga.+ Zvisinei, akamubaya mudumbu+ vari ipapo, zvokuti akafira ropa raAsaheri+ munun’una wake. 2 Samueri 23:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asaheri+ mukoma waJoabhi aiva mumwe wemakumi matatu; Erihanani+ mwanakomana waDhodho wokuBhetrehema, 1 Makoronike 11:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Varume vemauto ehondo vaiva nesimba vaiva, Asaheri+ mukoma waJoabhi, Erihanani+ mwanakomana waDhodho wokuBhetrehema, 1 Makoronike 27:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mukuru wechina, womwedzi wechina aiva Asaheri,+ mwana wababa vaJoabhi,+ achiteverwa nomwanakomana wake Zebhadhiya, uye muboka rake maiva nezviuru makumi maviri nezvina.
27 Abhineri paakadzoka kuHebroni,+ Joabhi akaenda naye padivi pagedhi kuti ataure naye vari voga.+ Zvisinei, akamubaya mudumbu+ vari ipapo, zvokuti akafira ropa raAsaheri+ munun’una wake.
24 Asaheri+ mukoma waJoabhi aiva mumwe wemakumi matatu; Erihanani+ mwanakomana waDhodho wokuBhetrehema,
26 Varume vemauto ehondo vaiva nesimba vaiva, Asaheri+ mukoma waJoabhi, Erihanani+ mwanakomana waDhodho wokuBhetrehema,
7 Mukuru wechina, womwedzi wechina aiva Asaheri,+ mwana wababa vaJoabhi,+ achiteverwa nomwanakomana wake Zebhadhiya, uye muboka rake maiva nezviuru makumi maviri nezvina.