Vatongi 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Jaeri mudzimai waHebheri akatora hoko yetende, akaisa nyundo muruoko rwake. Akabva aenda kwaari achinyangira, akarovera hoko yacho muzvavovo+ zvake, akaibayirira pasi, paakanga akafa nehope uye apera simba. Naizvozvo iye akafa.+ Vatongi 5:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokudaro vavengi venyu vose ngavaparare,+ haiwa Jehovha,Vanokudai+ ngavave sezvinoitika panobuda zuva rine simba.”+ Nyika haina kuzonetswazve kwemakore makumi mana.+ Pisarema 45:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Miseve yako yakapinza—marudzi anoramba achiwira pasi pako+—Mumwoyo yevavengi vamambo.+
21 Zvino Jaeri mudzimai waHebheri akatora hoko yetende, akaisa nyundo muruoko rwake. Akabva aenda kwaari achinyangira, akarovera hoko yacho muzvavovo+ zvake, akaibayirira pasi, paakanga akafa nehope uye apera simba. Naizvozvo iye akafa.+
31 Nokudaro vavengi venyu vose ngavaparare,+ haiwa Jehovha,Vanokudai+ ngavave sezvinoitika panobuda zuva rine simba.”+ Nyika haina kuzonetswazve kwemakore makumi mana.+