Eksodho 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi ane mutsa worudo kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanondida uye vanochengeta mirayiro yangu.+ Pisarema 91:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti akandida kwazvo,+Ndichamupukunyutsawo.+Ndichamudzivirira nokuti ava kuziva zita rangu.+ Pisarema 97:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Haiwa imi vanoda Jehovha,+ vengai zvakaipa.+Iye anorinda mweya yevakavimbika vake;+Anovanunura mumaoko evakaipa.+ VaRoma 8:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino tinoziva kuti Mwari anoita kuti mabasa ake ose+ ashandire pamwe chete kuti zvinakire vaya vanoda Mwari, vaya vakadanwa maererano nechinangwa chake;+ 1 VaKorinde 8:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi kana munhu achida Mwari,+ iyeyu anozivikanwa naye.+
10 Haiwa imi vanoda Jehovha,+ vengai zvakaipa.+Iye anorinda mweya yevakavimbika vake;+Anovanunura mumaoko evakaipa.+
28 Zvino tinoziva kuti Mwari anoita kuti mabasa ake ose+ ashandire pamwe chete kuti zvinakire vaya vanoda Mwari, vaya vakadanwa maererano nechinangwa chake;+