RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 13:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Kana muprofita+ kana kuti muroti+ wehope akamuka pakati pako, akakupa chiratidzo kana kuti chishamiso,+

  • Vatongi 6:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Iye akati kwaari: “Zvino, kana mandinzwira nyasha,+ ndiitireiwo chiratidzo chokuti ndimi muri kutaura neni.+

  • 1 Samueri 2:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Ichi ndicho chiratidzo nokuda kwako chichauya kuvanakomana vako vaviri, Hofini naFiniyasi:+ Vari vaviri vachafa pazuva rimwe.+

  • Isaya 20:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Zvino Jehovha akati: “Mushumiri wangu Isaya zvaakafamba-famba asina kupfeka uye asina shangu kwemakore matatu ari chiratidzo+ nechishamiso pamusoro peIjipiti+ nepamusoro peItiopiya,+

  • 1 VaKorinde 1:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Nokuti vaJudha vanokumbira zviratidzo+ uye vaGiriki vanotsvaka uchenjeri;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe