Dheuteronomi 18:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 kana muprofita wacho akataura achishandisa zita raJehovha, shoko racho rikasaitika kana kuva rechokwadi, iroro ndiro shoko risina kutaurwa naJehovha. Muprofita wacho akaritaura nokuzvikudza.+ Haufaniri kumutya.’+ Jeremiya 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Nokuti kubvira kumuduku wavo kusvikira kumukuru wavo, munhu wose ari kuwana pfuma isina kururama;+ uye kubvira kumuprofita kusvikira kumupristi, mumwe nomumwe ari kunyengedzera.+ Ezekieri 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Mwanakomana womunhu, profita pamusoro pevaprofita vaIsraeri vari kuprofita,+ uti kune vaya vari kuprofita zvichibva mumwoyo mavo,+ ‘Inzwai shoko raJehovha.+ Zekariya 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Zvino vaprofita vachanyara pazuva iroro, mumwe nomumwe achanyara+ nezvaanoratidzwa paanoprofita; uye havazopfeki nguo dzebasa dzakagadzirwa nemvere+ kuti vanyengere vanhu.
22 kana muprofita wacho akataura achishandisa zita raJehovha, shoko racho rikasaitika kana kuva rechokwadi, iroro ndiro shoko risina kutaurwa naJehovha. Muprofita wacho akaritaura nokuzvikudza.+ Haufaniri kumutya.’+
13 “Nokuti kubvira kumuduku wavo kusvikira kumukuru wavo, munhu wose ari kuwana pfuma isina kururama;+ uye kubvira kumuprofita kusvikira kumupristi, mumwe nomumwe ari kunyengedzera.+
2 “Mwanakomana womunhu, profita pamusoro pevaprofita vaIsraeri vari kuprofita,+ uti kune vaya vari kuprofita zvichibva mumwoyo mavo,+ ‘Inzwai shoko raJehovha.+
4 “Zvino vaprofita vachanyara pazuva iroro, mumwe nomumwe achanyara+ nezvaanoratidzwa paanoprofita; uye havazopfeki nguo dzebasa dzakagadzirwa nemvere+ kuti vanyengere vanhu.