1 Madzimambo 11:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Soromoni akabva arara nemadzitateguru ake,+ akavigwa muGuta rababa vake Dhavhidhi;+ uye mwanakomana wake Rehobhoamu+ akatanga kutonga panzvimbo pake. 2 Makoronike 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino umambo hwaRehobhoamu pahwakangosimbiswa kwazvo+ uye paakangova nesimba, akasiya mutemo waJehovha,+ iye pamwe chete nevaIsraeri vose+ vaaiva navo.
43 Soromoni akabva arara nemadzitateguru ake,+ akavigwa muGuta rababa vake Dhavhidhi;+ uye mwanakomana wake Rehobhoamu+ akatanga kutonga panzvimbo pake.
12 Zvino umambo hwaRehobhoamu pahwakangosimbiswa kwazvo+ uye paakangova nesimba, akasiya mutemo waJehovha,+ iye pamwe chete nevaIsraeri vose+ vaaiva navo.