Ruka 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Somuenzaniso, ndinokuudzai chokwadi kuti, Kwaiva nechirikadzi zhinji pakati paIsraeri mumazuva aEriya, denga parakavharwa kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu, zvokuti nzara huru yakavapo panyika yose,+ Jakobho 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.
25 Somuenzaniso, ndinokuudzai chokwadi kuti, Kwaiva nechirikadzi zhinji pakati paIsraeri mumazuva aEriya, denga parakavharwa kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu, zvokuti nzara huru yakavapo panyika yose,+
17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.