1 Madzimambo 17:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Simuka, enda kuZarefati,+ reSidhoni, ugare ikoko. Tarira! Ndicharayira mumwe mukadzi ari ikoko, chirikadzi, kuti akupe zvokudya.” 1 Madzimambo 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino pashure pemazuva mazhinji,+ shoko raJehovha rakasvika kuna Eriya mugore rechitatu, richiti: “Enda unozviratidza kuna Ahabhi, zvandatsunga kunayisa mvura panyika.”+ Jakobho 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.
9 “Simuka, enda kuZarefati,+ reSidhoni, ugare ikoko. Tarira! Ndicharayira mumwe mukadzi ari ikoko, chirikadzi, kuti akupe zvokudya.”
18 Zvino pashure pemazuva mazhinji,+ shoko raJehovha rakasvika kuna Eriya mugore rechitatu, richiti: “Enda unozviratidza kuna Ahabhi, zvandatsunga kunayisa mvura panyika.”+
17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.