31 Naizvozvo vashandi vake vakati kwaari: “Tarirai zvino, takanzwa kuti madzimambo eimba yaIsraeri madzimambo ane mutsa worudo.+ Tapota, regai tisunge masaga+ muzviuno+ zvedu uye tisunge tambo mumisoro yedu, tiende kuna mambo waIsraeri. Zvichida achachengetedza mweya wenyu uri mupenyu.”+