2 Samueri 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino Hushai+ muAki,+ shamwari yaDhavhidhi,+ paakangopinda maiva naAbsaromu, Hushai akati kuna Absaromu: “Mambo ngaararame!+ Mambo ngaararame!” 2 Makoronike 23:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakabva vabudisa mwanakomana wamambo,+ vakaisa korona+ neChipupuriro+ paari, vakamugadza kuti ave mambo, naizvozvo Jehoyadha nevanakomana vake vakamuzodza,+ vakati: “Mambo ngaararame!”+
16 Zvino Hushai+ muAki,+ shamwari yaDhavhidhi,+ paakangopinda maiva naAbsaromu, Hushai akati kuna Absaromu: “Mambo ngaararame!+ Mambo ngaararame!”
11 Vakabva vabudisa mwanakomana wamambo,+ vakaisa korona+ neChipupuriro+ paari, vakamugadza kuti ave mambo, naizvozvo Jehoyadha nevanakomana vake vakamuzodza,+ vakati: “Mambo ngaararame!”+