Ezekieri 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kubwinya kwaJehovha+ kwakakwira kuchibva pamakerubhi kuchienda kuchikumbaridzo cheimba yacho, zvishoma nezvishoma imba yacho yakazadzwa negore,+ uye chivanze chakazadzwa nokupenya kwokubwinya kwaJehovha. Ezekieri 43:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino kubwinya+ kwaJehovha kwakapinda muImba nenzira yokugedhi rakanga rakatarira nechokumabvazuva.+ Mabasa 7:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Asi iye, azere nomudzimu mutsvene, akanyatsotarira kudenga, akaona kubwinya kwaMwari nokwaJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari,+ 2 VaKorinde 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Isu tose,+ patinoratidzira semagirazi kubwinya kwaJehovha+ nezviso zvisina kufukidzwa, tinoshandurirwa+ mumufananidzo+ wakafanana kubva pakubwinya kuenda pakubwinya,+ kungofanana nezvinoitwa naJehovha,+ uyo ari Mudzimu. Zvakazarurwa 21:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Guta racho haridi haro zuva kana mwedzi kuti zvivhenekere pariri, nokuti kubwinya kwaMwari kwakarivhenekera,+ uye rambi raro rakanga riri Gwayana.+
4 Kubwinya kwaJehovha+ kwakakwira kuchibva pamakerubhi kuchienda kuchikumbaridzo cheimba yacho, zvishoma nezvishoma imba yacho yakazadzwa negore,+ uye chivanze chakazadzwa nokupenya kwokubwinya kwaJehovha.
4 Zvino kubwinya+ kwaJehovha kwakapinda muImba nenzira yokugedhi rakanga rakatarira nechokumabvazuva.+
55 Asi iye, azere nomudzimu mutsvene, akanyatsotarira kudenga, akaona kubwinya kwaMwari nokwaJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari,+
18 Isu tose,+ patinoratidzira semagirazi kubwinya kwaJehovha+ nezviso zvisina kufukidzwa, tinoshandurirwa+ mumufananidzo+ wakafanana kubva pakubwinya kuenda pakubwinya,+ kungofanana nezvinoitwa naJehovha,+ uyo ari Mudzimu.
23 Guta racho haridi haro zuva kana mwedzi kuti zvivhenekere pariri, nokuti kubwinya kwaMwari kwakarivhenekera,+ uye rambi raro rakanga riri Gwayana.+