Numeri 6:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Taura naAroni nevanakomana vake, uchiti, ‘Munofanira kukomborera+ vanakomana vaIsraeri seizvi, muchiti kwavari: 1 Makoronike 16:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Dhavhidhi paakapedza kupa zvinopiwa zvinopiswa+ nezvibayiro zvokugoverana,+ akakomborera+ vanhu achishandisa zita raJehovha.+ 2 Makoronike 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mambo akabva atendeuka, akatanga kukomborera+ ungano yose yaIsraeri, ungano yose yaIsraeri zvayakanga yakamira.+
23 “Taura naAroni nevanakomana vake, uchiti, ‘Munofanira kukomborera+ vanakomana vaIsraeri seizvi, muchiti kwavari:
2 Dhavhidhi paakapedza kupa zvinopiwa zvinopiswa+ nezvibayiro zvokugoverana,+ akakomborera+ vanhu achishandisa zita raJehovha.+
3 Mambo akabva atendeuka, akatanga kukomborera+ ungano yose yaIsraeri, ungano yose yaIsraeri zvayakanga yakamira.+