Dheuteronomi 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo+ wako wose nomweya+ wako wose nesimba+ rako rose. 2 Makoronike 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘Nokuti waiva nechido mumwoyo mako chokuti uvakire zita rangu imba, wakaita zvakanaka, nokuti waiva nechido mumwoyo mako.+ 2 VaKorinde 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti kana mwoyo unoda uripo pakutanga, zvinogamuchirika kwazvo maererano nezvine munhu,+ kwete maererano nezvisina munhu.
8 Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘Nokuti waiva nechido mumwoyo mako chokuti uvakire zita rangu imba, wakaita zvakanaka, nokuti waiva nechido mumwoyo mako.+
12 Nokuti kana mwoyo unoda uripo pakutanga, zvinogamuchirika kwazvo maererano nezvine munhu,+ kwete maererano nezvisina munhu.