2 Samueri 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ uye ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo hwake nokusingagumi.+ 2 Makoronike 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvisinei iwe hauzovaki imba yacho,+ asi mwanakomana wako achabuda muchiuno mako ndiye achavakira zita rangu imba.’+
13 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ uye ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo hwake nokusingagumi.+
9 Zvisinei iwe hauzovaki imba yacho,+ asi mwanakomana wako achabuda muchiuno mako ndiye achavakira zita rangu imba.’+