1 Makoronike 28:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Akatizve kwandiri, ‘Mwanakomana wako Soromoni ndiye achavaka imba+ yangu nezvivanze zvangu; nokuti ndamusarudza kuti ave mwanakomana wangu,+ uye ini ndichava baba vake.+ 2 Makoronike 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jehovha akaita shoko rake+ raakanga ataura, kuti ndisimuke panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi,+ ndogara pachigaro choumambo+ chaIsraeri, sezvakanga zvataurwa naJehovha,+ kuti ndivakire zita raJehovha Mwari waIsraeri imba,+
6 “Akatizve kwandiri, ‘Mwanakomana wako Soromoni ndiye achavaka imba+ yangu nezvivanze zvangu; nokuti ndamusarudza kuti ave mwanakomana wangu,+ uye ini ndichava baba vake.+
10 Jehovha akaita shoko rake+ raakanga ataura, kuti ndisimuke panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi,+ ndogara pachigaro choumambo+ chaIsraeri, sezvakanga zvataurwa naJehovha,+ kuti ndivakire zita raJehovha Mwari waIsraeri imba,+