Genesisi 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+ 2 Madzimambo 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ndinokukumbirai kwazvo, haiwa Jehovha, ndapota, yeukai+ kufamba+ kwandakaita pamberi penyu muchokwadi+ uye nomwoyo wakakwana,+ uye ndakaita zvakanaka pamberi penyu.”+ Hezekiya akatanga kusvimha misodzi kwazvo.+
17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+
3 “Ndinokukumbirai kwazvo, haiwa Jehovha, ndapota, yeukai+ kufamba+ kwandakaita pamberi penyu muchokwadi+ uye nomwoyo wakakwana,+ uye ndakaita zvakanaka pamberi penyu.”+ Hezekiya akatanga kusvimha misodzi kwazvo.+