Pisarema 103:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Jehovha akasimbisa kwazvo chigaro chake mumatenga;+Umambo hwake hunodzora zvinhu zvose.+ Mateu 23:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 uye anopika nedenga ari kupika nechigaro choumambo chaMwari+ uye naiye akagara pachiri.