Jobho 34:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake. Pisarema 18:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jehovha anondipa mubayiro unoenderana nokururama kwangu;+Anondiripa zvinoenderana nokuchena kwemaoko angu.+
11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake.
20 Jehovha anondipa mubayiro unoenderana nokururama kwangu;+Anondiripa zvinoenderana nokuchena kwemaoko angu.+