Mako 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Chokwadi ndinoti kwamuri zvinhu zvose zvichakanganwirwa vanakomana vevanhu, pasinei nokuti zvivi zvavakapara zvakaita sei uye kuti kumhura kwavakaita kwakaita sei.+ Ruka 23:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 [[Asi Jesu akanga achiti: “Baba, vakanganwirei,+ nokuti havazivi zvavari kuita.”]] Uyezve, vakakanda mijenya kuti vagovane nguo dzake.+
28 Chokwadi ndinoti kwamuri zvinhu zvose zvichakanganwirwa vanakomana vevanhu, pasinei nokuti zvivi zvavakapara zvakaita sei uye kuti kumhura kwavakaita kwakaita sei.+
34 [[Asi Jesu akanga achiti: “Baba, vakanganwirei,+ nokuti havazivi zvavari kuita.”]] Uyezve, vakakanda mijenya kuti vagovane nguo dzake.+