RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Vanogovana nguo dzangu,+

      Vanokanda mijenya pazvipfeko zvangu.+

  • Isaya 53:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuda kwaizvozvo ndichamupa mugove pamwe chete nevakawanda,+ achagovana zvakapambwa nevane simba,+ nokuti akadurura mweya wake kusvikira parufu chaipo,+ akaverengwa pamwe chete nevadariki;+ uye akatakura chivi chevanhu vakawanda,+ uye akareverera vadariki.+

  • Mateu 27:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Pavakanga vamuroverera+ vakagova nguo dzake dzokunze+ vachiita zvokukanda mijenya,+

  • Mako 15:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Vakamuroverera, vakagovana nguo dzake dzokunze+ vachiita zvokukanda mijenya kuti ndiani anotora chipi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe