1 Makoronike 28:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Dhavhidhi akati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga,+ usimbe uye uzviite. Usatya+ kana kuvhunduka,+ nokuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi+ kana kukusiya kusvikira zvose zvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaJehovha zvapera.
20 Zvino Dhavhidhi akati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga,+ usimbe uye uzviite. Usatya+ kana kuvhunduka,+ nokuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi+ kana kukusiya kusvikira zvose zvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaJehovha zvapera.