Dheuteronomi 31:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokuregii kana kukusiyai zvachose.”+ 1 Makoronike 22:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokudaro uchabudirira+ kana ukachenjerera kuita mirau+ nezvakatongwa+ zvakarayirwa Mosesi naJehovha+ pamusoro paIsraeri. Shinga, usimbe.+ Usatya+ kana kuvhunduka.+
6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokuregii kana kukusiyai zvachose.”+
13 Nokudaro uchabudirira+ kana ukachenjerera kuita mirau+ nezvakatongwa+ zvakarayirwa Mosesi naJehovha+ pamusoro paIsraeri. Shinga, usimbe.+ Usatya+ kana kuvhunduka.+