RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 16:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+

  • Dhanieri 9:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Haiwa Mwari wangu, rerekai nzeve yenyu munzwe.+ Svinurai maziso enyu muone kuparadzwa kwedu neguta raishevedzwa nezita renyu;+ nokuti hatisi kukutetererai nokuda kwemabasa edu akarurama,+ asi nokuda kwengoni dzenyu zhinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe