Numeri 10:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Pazuva ramunofara+ nepamwaka yemitambo yenyu+ nepanotanga mwedzi yenyu,+ munofanira kuridza mabhosvo pamusoro pezvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvibayiro zvenyu zvokugoverana;+ uye kushandiswa kwawo ngakuve chiyeuchidzo chenyu pamberi paMwari wenyu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.”+ Numeri 28:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Zvino pakutanga kwemwedzi yenyu, muchauya kuna Jehovha nenzombe mbiri duku negondohwe rimwe chete, makwayana makono akanaka manomwe, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete kuti zvive chinopiwa chinopiswa,+ Ezekieri 46:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vanhu vomunyika yacho vanofanira kukotama pasuo regedhi iroro pamasabata nepakugara kwemwedzi, pamberi paJehovha.+
10 “Pazuva ramunofara+ nepamwaka yemitambo yenyu+ nepanotanga mwedzi yenyu,+ munofanira kuridza mabhosvo pamusoro pezvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvibayiro zvenyu zvokugoverana;+ uye kushandiswa kwawo ngakuve chiyeuchidzo chenyu pamberi paMwari wenyu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.”+
11 “‘Zvino pakutanga kwemwedzi yenyu, muchauya kuna Jehovha nenzombe mbiri duku negondohwe rimwe chete, makwayana makono akanaka manomwe, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete kuti zvive chinopiwa chinopiswa,+
3 Vanhu vomunyika yacho vanofanira kukotama pasuo regedhi iroro pamasabata nepakugara kwemwedzi, pamberi paJehovha.+