-
2 Makoronike 2:4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 tarirai ini ndiri kuvakira+ zita+ raJehovha Mwari wangu imba kuti ndiitsaurire+ kwaari, kuti ndipisire rusenzi inonhuhwirira+ pamberi pake, nokuisa imomo zvingwa zvakaturikidzaniswa+ zvenguva dzose nokupa zvinopiwa zvinopiswa mangwanani nemanheru,+ pamasabata+ nepakugara kwemwedzi+ nepamwaka yemitambo+ yaJehovha Mwari wedu. Izvi zvichava pavaIsraeri nokusingagumi.+
-
-
Nehemiya 10:33Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
33 nokuda kwezvingwa zvakaturikidzaniswa+ nechinopiwa chezviyo+ chenguva dzose nechinopiwa chinopiswa chenguva dzose chemasabata,+ kugara kwomwedzi,+ nokuda kwemitambo yakatarwa+ uye nokuda kwezvinhu zvitsvene+ uye nokuda kwezvinopiwa zvezvivi+ zvokuyananisira Israeri uye basa rose reimba yaMwari wedu.+
-