1 Madzimambo 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mukadzi wacho akabva ati kuna Eriya: “Chokwadi, zvino ndava kuziva kuti muri munhu waMwari+ uye kuti shoko raJehovha riri mumuromo menyu nderechokwadi.”+ Isaya 44:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Iye ari kuita kuti shoko romushumiri wake riitike, uye Iye anoita chose zvakarongwa nenhume dzake;+ Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richagarwa,’+ uye nezvemaguta aJudha, ‘Achavakwazve,+ uye ndichamutsa nzvimbo dzaro dzakaitwa matongo’;+
24 Mukadzi wacho akabva ati kuna Eriya: “Chokwadi, zvino ndava kuziva kuti muri munhu waMwari+ uye kuti shoko raJehovha riri mumuromo menyu nderechokwadi.”+
26 Iye ari kuita kuti shoko romushumiri wake riitike, uye Iye anoita chose zvakarongwa nenhume dzake;+ Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richagarwa,’+ uye nezvemaguta aJudha, ‘Achavakwazve,+ uye ndichamutsa nzvimbo dzaro dzakaitwa matongo’;+