Isaya 61:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vachavakazve nzvimbo dzakaparadzwa kare;+ vachamutsa nzvimbo dzakaitwa matongo dzomunguva yekare,+ uye vachamutsidzira maguta akaparadzwa,+ idzo nzvimbo dzakaitwa matongo kwezvizvarwa nezvizvarwa.
4 Vachavakazve nzvimbo dzakaparadzwa kare;+ vachamutsa nzvimbo dzakaitwa matongo dzomunguva yekare,+ uye vachamutsidzira maguta akaparadzwa,+ idzo nzvimbo dzakaitwa matongo kwezvizvarwa nezvizvarwa.