21 Zvino mambo Uziya+ akaramba aine maperembudzi kusvikira pazuva raakafa, uye akaramba achigara mumba asingachaiti mabasa,+ zvaaiva nemaperembudzi; nokuti akanga adziviswa kupinda mumba maJehovha, mwanakomana wake Jotamu paakanga achitarisira imba yamambo, achitonga vanhu vomunyika yacho.