RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 16:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Akabva agadza vamwe vaRevhi+ pamberi peareka yaJehovha kuti vave vashumiri,+ kuti vayeuke,+ vaonge+ uye varumbidze+ Jehovha Mwari waIsraeri,

  • 2 Makoronike 5:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 uye varidzi vemabhosvo nevaimbi pavakangoita kuti inzwi ravo rinzwike somunhu mumwe chete+ vachirumbidza nokuonga Jehovha, pavakangoridzisa mabhosvo nemakwakwakwa esimbi nezviridzwa+ vachirumbidza+ Jehovha, “nokuti akanaka,+ nokuti mutsa wake worudo+ unogara nokusingagumi,” imba yacho yakazadzwa negore,+ iyo imba yaJehovha,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe