Genesisi 25:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kwapera nguva yakati, akamuberekera Zimrani naJokshani naMedhani naMidhiyani+ naIshbhaki naShuwa.+ Eksodho 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo Farao akazvinzwa, akaedza kuuraya Mosesi;+ asi Mosesi akatiza+ Farao kuti anogara munyika yeMidhiyani;+ uye akagara pedyo netsime. Numeri 22:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo varume vakuru veMoabhi nevarume vakuru veMidhiyani vakaenda nemibhadharo yokushopera+ iri mumaoko avo, vakaenda kuna Bharami,+ vakamuudza mashoko aBharaki. Vatongi 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ruoko rwaMidhiyani rwakakunda Israeri.+ Vanakomana vaIsraeri vakazviitira nzvimbo dzokuchengetera zvinhu pasi pevhu dzaiva mumakomo, nemapako nenzvimbo dzakaoma kusvika+ nokuda kwaMidhiyani.
15 Naizvozvo Farao akazvinzwa, akaedza kuuraya Mosesi;+ asi Mosesi akatiza+ Farao kuti anogara munyika yeMidhiyani;+ uye akagara pedyo netsime.
7 Naizvozvo varume vakuru veMoabhi nevarume vakuru veMidhiyani vakaenda nemibhadharo yokushopera+ iri mumaoko avo, vakaenda kuna Bharami,+ vakamuudza mashoko aBharaki.
2 Ruoko rwaMidhiyani rwakakunda Israeri.+ Vanakomana vaIsraeri vakazviitira nzvimbo dzokuchengetera zvinhu pasi pevhu dzaiva mumakomo, nemapako nenzvimbo dzakaoma kusvika+ nokuda kwaMidhiyani.