1 Madzimambo 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Kana iri imba iyi yauri kuvaka, kana uchizofamba mumirau yangu+ woita zvandakatonga,+ wochengeta mirayiro yangu yose nokufamba mairi,+ ndichaitawo shoko rangu kwauri randakaudza baba vako Dhavhidhi;+ 1 Makoronike 28:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichasimbisa kwazvo umambo hwake+ nokusingagumi kana achizotsunga kwazvo kuita zvandakarayira+ nezvandakatonga,+ sezvaari kuita nhasi.’
12 “Kana iri imba iyi yauri kuvaka, kana uchizofamba mumirau yangu+ woita zvandakatonga,+ wochengeta mirayiro yangu yose nokufamba mairi,+ ndichaitawo shoko rangu kwauri randakaudza baba vako Dhavhidhi;+
7 Ndichasimbisa kwazvo umambo hwake+ nokusingagumi kana achizotsunga kwazvo kuita zvandakarayira+ nezvandakatonga,+ sezvaari kuita nhasi.’