1 Makoronike 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti pabasa raida kuvimbika paiva nevarume vana vaiva nesimba pane vaichengeta magedhi. Ivo vaiva vaRevhi, uye vaitarisira dzimba dzokudyira+ nepfuma+ yeimba yaMwari wechokwadi.
26 Nokuti pabasa raida kuvimbika paiva nevarume vana vaiva nesimba pane vaichengeta magedhi. Ivo vaiva vaRevhi, uye vaitarisira dzimba dzokudyira+ nepfuma+ yeimba yaMwari wechokwadi.