1 Samueri 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Aiva nomwanakomana ainzi Sauro,+ aiva muduku uye akanaka, pavanakomana vaIsraeri pakanga pasina murume aiva akanaka kumupfuura; kubva pamapfudzi ake zvichikwira akanga akareba kupfuura vanhu vose.+ 1 Samueri 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vose vaimuziva pavakamuona, tarira! akanga achiprofita nevaprofita. Naizvozvo vanhu vacho vakataurirana vachiti: “Chii ichi chaitika kumwanakomana waKishi? Sauro mumwewo wevaprofita here?”+ 1 Samueri 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo vanhu vose vakaenda kuGirigari, uye ikoko vakaita Sauro mambo pamberi paJehovha muGirigari. Vakabva vapa zvibayiro zvokugoverana ikoko pamberi paJehovha,+ uye Sauro nevarume vose vaIsraeri vakaramba vachifara kwazvo vari ikoko.+ 1 Samueri 14:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Sauro akava mambo waIsraeri,+ akarwisa vavengi vake vose vaiva kumativi ose, akarwisa Moabhi,+ akarwisa vanakomana vaAmoni,+ akarwisa Edhomu,+ akarwisa madzimambo eZobha,+ akarwisa vaFiristiya;+ uye kwose kwose kwaaitendeukira aivapa mhosva.+ 1 Samueri 15:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 nokuti kupandukira+ kwakafanana nechivi chokushopera,+ uye kungoita zvinhu nokuzvikudza kwakafanana nokushandisa simba remashiripiti neterafimu.+ Zvawakaramba shoko raJehovha,+ naizvozvo iye akurambawo kuti uve mambo.”+
2 Aiva nomwanakomana ainzi Sauro,+ aiva muduku uye akanaka, pavanakomana vaIsraeri pakanga pasina murume aiva akanaka kumupfuura; kubva pamapfudzi ake zvichikwira akanga akareba kupfuura vanhu vose.+
11 Vose vaimuziva pavakamuona, tarira! akanga achiprofita nevaprofita. Naizvozvo vanhu vacho vakataurirana vachiti: “Chii ichi chaitika kumwanakomana waKishi? Sauro mumwewo wevaprofita here?”+
15 Naizvozvo vanhu vose vakaenda kuGirigari, uye ikoko vakaita Sauro mambo pamberi paJehovha muGirigari. Vakabva vapa zvibayiro zvokugoverana ikoko pamberi paJehovha,+ uye Sauro nevarume vose vaIsraeri vakaramba vachifara kwazvo vari ikoko.+
47 Sauro akava mambo waIsraeri,+ akarwisa vavengi vake vose vaiva kumativi ose, akarwisa Moabhi,+ akarwisa vanakomana vaAmoni,+ akarwisa Edhomu,+ akarwisa madzimambo eZobha,+ akarwisa vaFiristiya;+ uye kwose kwose kwaaitendeukira aivapa mhosva.+
23 nokuti kupandukira+ kwakafanana nechivi chokushopera,+ uye kungoita zvinhu nokuzvikudza kwakafanana nokushandisa simba remashiripiti neterafimu.+ Zvawakaramba shoko raJehovha,+ naizvozvo iye akurambawo kuti uve mambo.”+