Pisarema 139:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Handivengi vaya vanokuvengai kwazvo here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokumukirai here?+ Zvirevo 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mwanakomana wangu, kana vatadzi vakaedza kukunyengedza, usabvuma.+ Zvirevo 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Usatsiura museki, kuti arege kukuvenga.+ Tsiura munhu akachenjera uye iye achakuda.+
21 Handivengi vaya vanokuvengai kwazvo here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokumukirai here?+