2 Madzimambo 19:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akanzwa zvichinzi nezvaTihaka mambo weItiopiya: “Auya kuzorwa newe.” Naizvozvo akatumazve nhume+ kuna Hezekiya, achiti: 2 Makoronike 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 aine ngoro+ mazana gumi nemaviri nevatasvi vemabhiza zviuru makumi matanhatu; uye vanhu vaakauya navo kubva kuIjipiti vakanga vasingaverengeki+—vaRibhiya,+ vaSukiimu nevaItiopiya.+ 2 Makoronike 14:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha akabva akunda+ vaItiopiya pamberi paAsa nepamberi pevaJudha, vaItiopiya vakatiza.
9 Akanzwa zvichinzi nezvaTihaka mambo weItiopiya: “Auya kuzorwa newe.” Naizvozvo akatumazve nhume+ kuna Hezekiya, achiti:
3 aine ngoro+ mazana gumi nemaviri nevatasvi vemabhiza zviuru makumi matanhatu; uye vanhu vaakauya navo kubva kuIjipiti vakanga vasingaverengeki+—vaRibhiya,+ vaSukiimu nevaItiopiya.+