13 Vanakomana vaAmramu vaiva Aroni+ naMosesi.+ Asi Aroni akatsaurwa+ kuti atsvenese Nzvimbo Tsvenetsvene,+ iye nevanakomana vake nokusingagumi, kuti akwidze utsi hwezvibayiro+ pamberi paJehovha, kuti amushumire+ uye kuti akomborere vanhu+ nezita rake nokusingagumi.