2 Madzimambo 16:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino akabvisa atari+ yemhangura yaiva pamberi paJehovha, pamberi peimba, pakati peatari yake neimba yaJehovha,+ akaiisa kurutivi rwokuchamhembe rweatari yake. 2 Makoronike 28:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ahazi akaunganidzawo midziyo+ yeimba yaMwari wechokwadi, akatema-tema midziyo yeimba yaMwari wechokwadi+ kuva zvidimbu, akavhara masuo+ eimba yaJehovha, akagadzira atari dzake pamakona ose muJerusarema.+ 2 Makoronike 33:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Akavaka atari+ mumba maJehovha, makanga manzi naJehovha: “Zita rangu richava muJerusarema nokusingagumi.”+ 2 Makoronike 33:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akaisawo chifananidzo chakavezwa+ chaakanga agadzira muimba yaMwari wechokwadi,+ yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu+ nokusingagumi+ muimba iyi nomuJerusarema, iro guta randakasarudza+ pamadzinza ose aIsraeri. 2 Makoronike 33:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ sezvakanga zvaitwa nababa vake Manase;+ uye Amone akabayira+ kumifananidzo yakavezwa+ yose yakanga yagadzirwa nababa vake Manase,+ uye akaramba achiishumira.+
14 Zvino akabvisa atari+ yemhangura yaiva pamberi paJehovha, pamberi peimba, pakati peatari yake neimba yaJehovha,+ akaiisa kurutivi rwokuchamhembe rweatari yake.
24 Ahazi akaunganidzawo midziyo+ yeimba yaMwari wechokwadi, akatema-tema midziyo yeimba yaMwari wechokwadi+ kuva zvidimbu, akavhara masuo+ eimba yaJehovha, akagadzira atari dzake pamakona ose muJerusarema.+
4 Akavaka atari+ mumba maJehovha, makanga manzi naJehovha: “Zita rangu richava muJerusarema nokusingagumi.”+
7 Akaisawo chifananidzo chakavezwa+ chaakanga agadzira muimba yaMwari wechokwadi,+ yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu+ nokusingagumi+ muimba iyi nomuJerusarema, iro guta randakasarudza+ pamadzinza ose aIsraeri.
22 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ sezvakanga zvaitwa nababa vake Manase;+ uye Amone akabayira+ kumifananidzo yakavezwa+ yose yakanga yagadzirwa nababa vake Manase,+ uye akaramba achiishumira.+