RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 33
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 33:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 1:10
  • +2Mad 21:1

2 Makoronike 33:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:2
  • +Dhe 18:9; 2Mak 28:3
  • +2Mad 21:2

2 Makoronike 33:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:4
  • +2Mad 18:22; 2Mak 32:12
  • +Vat 2:11; 2Mak 28:2
  • +1Mad 16:32; 18:26
  • +Dhe 16:21; 1Mad 14:23; Jer 17:2
  • +Dhe 4:19; 2Mad 17:16
  • +2Mad 23:5; Job 31:26
  • +2Mad 21:3

2 Makoronike 33:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:10; 2Mak 34:4
  • +Dhe 12:11; 2Mad 21:4; 2Mak 6:6

2 Makoronike 33:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:3; 2Mad 23:5; Jer 8:2
  • +1Mad 6:36; 7:12
  • +2Mad 21:5

2 Makoronike 33:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:3; 2Mak 28:3
  • +Jos 15:8; 2Mad 23:10
  • +Re 19:26
  • +Dhe 18:10
  • +2Mad 9:22
  • +Re 20:6
  • +Dhe 18:11
  • +2Mad 21:6

2 Makoronike 33:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:7
  • +2Mad 23:6
  • +2Mad 23:27
  • +2Mak 7:16
  • +Pis 132:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2021, p. 4

2 Makoronike 33:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:10
  • +1Mak 17:9
  • +Dhe 4:40
  • +Dhe 4:44
  • +Dhe 6:1
  • +Dhe 11:1; 12:1
  • +Re 10:11

2 Makoronike 33:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:16
  • +1Mad 14:16; Mup 9:18
  • +2Mad 21:11
  • +Re 18:24; Dhe 2:21; Jos 24:8

2 Makoronike 33:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:16; Zvi 29:1; Zek 1:4; Mab 7:51

2 Makoronike 33:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:36
  • +Ne 9:32
  • +1Sa 13:6
  • +Job 36:8; Pis 107:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1988, p. 28

2 Makoronike 33:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:40; Dhe 4:30
  • +Pis 50:15
  • +2Mak 32:26; Ru 18:14; 1Pe 5:6

2 Makoronike 33:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 5:20; Ezr 8:23
  • +Isa 1:18
  • +Dhe 29:6; Pis 9:16; Dha 4:25

2 Makoronike 33:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:9
  • +2Mak 32:5
  • +2Mak 32:30
  • +Ne 3:3
  • +2Mak 27:3
  • +2Mak 11:11, 12

2 Makoronike 33:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:18; Eze 18:21; Ho 14:3; Mt 3:8
  • +2Mad 21:7; 2Mak 33:7; Isa 30:22
  • +2Mad 21:4, 5

2 Makoronike 33:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 29:18
  • +Re 3:1
  • +Re 7:12
  • +2Mak 14:4

2 Makoronike 33:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 32:12

2 Makoronike 33:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:12
  • +1Sa 9:9; Isa 29:10
  • +1Mad 15:31

2 Makoronike 33:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:12; Zvi 15:8
  • +2Mak 33:13; 1Jo 1:9
  • +2Mad 21:2
  • +2Mad 21:9
  • +2Mad 21:3
  • +2Mad 21:7
  • +2Mak 33:7
  • +2Mak 33:12

2 Makoronike 33:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:18
  • +2Mak 21:20; 28:27
  • +1Mak 3:14

2 Makoronike 33:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 1:10
  • +2Mad 21:19

2 Makoronike 33:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:19; 2Mak 22:4
  • +2Mad 21:20; 2Mak 33:2; Eze 20:18
  • +Isa 44:15
  • +Eks 20:4; Dhe 7:5
  • +2Mad 21:7; 2Mak 33:7
  • +2Mad 17:41; Isa 44:17

2 Makoronike 33:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:12; Jer 8:12
  • +2Mak 33:12
  • +2Mak 28:22; Jer 7:26; 2Ti 3:13

2 Makoronike 33:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:27; 2Mak 24:25; 25:27
  • +2Mad 21:23; Pis 55:23

2 Makoronike 33:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:6; Nu 35:31
  • +2Mak 25:3
  • +2Mad 21:24
  • +2Mak 36:1
  • +2Mad 21:26

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 33:1Mt 1:10
2 Mak. 33:12Mad 21:1
2 Mak. 33:22Mad 16:2
2 Mak. 33:2Dhe 18:9; 2Mak 28:3
2 Mak. 33:22Mad 21:2
2 Mak. 33:32Mad 18:4
2 Mak. 33:32Mad 18:22; 2Mak 32:12
2 Mak. 33:3Vat 2:11; 2Mak 28:2
2 Mak. 33:31Mad 16:32; 18:26
2 Mak. 33:3Dhe 16:21; 1Mad 14:23; Jer 17:2
2 Mak. 33:3Dhe 4:19; 2Mad 17:16
2 Mak. 33:32Mad 23:5; Job 31:26
2 Mak. 33:32Mad 21:3
2 Mak. 33:42Mad 16:10; 2Mak 34:4
2 Mak. 33:4Dhe 12:11; 2Mad 21:4; 2Mak 6:6
2 Mak. 33:5Dhe 17:3; 2Mad 23:5; Jer 8:2
2 Mak. 33:51Mad 6:36; 7:12
2 Mak. 33:52Mad 21:5
2 Mak. 33:62Mad 16:3; 2Mak 28:3
2 Mak. 33:6Jos 15:8; 2Mad 23:10
2 Mak. 33:6Re 19:26
2 Mak. 33:6Dhe 18:10
2 Mak. 33:62Mad 9:22
2 Mak. 33:6Re 20:6
2 Mak. 33:6Dhe 18:11
2 Mak. 33:62Mad 21:6
2 Mak. 33:72Mad 21:7
2 Mak. 33:72Mad 23:6
2 Mak. 33:72Mad 23:27
2 Mak. 33:72Mak 7:16
2 Mak. 33:7Pis 132:14
2 Mak. 33:82Sa 7:10
2 Mak. 33:81Mak 17:9
2 Mak. 33:8Dhe 4:40
2 Mak. 33:8Dhe 4:44
2 Mak. 33:8Dhe 6:1
2 Mak. 33:8Dhe 11:1; 12:1
2 Mak. 33:8Re 10:11
2 Mak. 33:92Mad 21:16
2 Mak. 33:91Mad 14:16; Mup 9:18
2 Mak. 33:92Mad 21:11
2 Mak. 33:9Re 18:24; Dhe 2:21; Jos 24:8
2 Mak. 33:102Mak 36:16; Zvi 29:1; Zek 1:4; Mab 7:51
2 Mak. 33:11Dhe 28:36
2 Mak. 33:11Ne 9:32
2 Mak. 33:111Sa 13:6
2 Mak. 33:11Job 36:8; Pis 107:10
2 Mak. 33:12Re 26:40; Dhe 4:30
2 Mak. 33:12Pis 50:15
2 Mak. 33:122Mak 32:26; Ru 18:14; 1Pe 5:6
2 Mak. 33:131Mak 5:20; Ezr 8:23
2 Mak. 33:13Isa 1:18
2 Mak. 33:13Dhe 29:6; Pis 9:16; Dha 4:25
2 Mak. 33:142Sa 5:9
2 Mak. 33:142Mak 32:5
2 Mak. 33:142Mak 32:30
2 Mak. 33:14Ne 3:3
2 Mak. 33:142Mak 27:3
2 Mak. 33:142Mak 11:11, 12
2 Mak. 33:15Isa 2:18; Eze 18:21; Ho 14:3; Mt 3:8
2 Mak. 33:152Mad 21:7; 2Mak 33:7; Isa 30:22
2 Mak. 33:152Mad 21:4, 5
2 Mak. 33:162Mak 29:18
2 Mak. 33:16Re 3:1
2 Mak. 33:16Re 7:12
2 Mak. 33:162Mak 14:4
2 Mak. 33:172Mak 32:12
2 Mak. 33:182Mak 33:12
2 Mak. 33:181Sa 9:9; Isa 29:10
2 Mak. 33:181Mad 15:31
2 Mak. 33:192Mak 33:12; Zvi 15:8
2 Mak. 33:192Mak 33:13; 1Jo 1:9
2 Mak. 33:192Mad 21:2
2 Mak. 33:192Mad 21:9
2 Mak. 33:192Mad 21:3
2 Mak. 33:192Mad 21:7
2 Mak. 33:192Mak 33:7
2 Mak. 33:192Mak 33:12
2 Mak. 33:202Mad 21:18
2 Mak. 33:202Mak 21:20; 28:27
2 Mak. 33:201Mak 3:14
2 Mak. 33:21Mt 1:10
2 Mak. 33:212Mad 21:19
2 Mak. 33:221Mad 16:19; 2Mak 22:4
2 Mak. 33:222Mad 21:20; 2Mak 33:2; Eze 20:18
2 Mak. 33:22Isa 44:15
2 Mak. 33:22Eks 20:4; Dhe 7:5
2 Mak. 33:222Mad 21:7; 2Mak 33:7
2 Mak. 33:222Mad 17:41; Isa 44:17
2 Mak. 33:232Mak 36:12; Jer 8:12
2 Mak. 33:232Mak 33:12
2 Mak. 33:232Mak 28:22; Jer 7:26; 2Ti 3:13
2 Mak. 33:241Mad 15:27; 2Mak 24:25; 25:27
2 Mak. 33:242Mad 21:23; Pis 55:23
2 Mak. 33:25Ge 9:6; Nu 35:31
2 Mak. 33:252Mak 25:3
2 Mak. 33:252Mad 21:24
2 Mak. 33:252Mak 36:1
2 Mak. 33:252Mad 21:26
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 33:1-25

2 Makoronike

33 Manase+ akanga aine makore gumi nemaviri paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore makumi mashanu nemashanu ari muJerusarema.+

2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+ 3 Naizvozvo akavakazve nzvimbo dzakakwirira+ dzakanga dzaputswa nababa vake Hezekiya,+ akavakira vanaBhaari+ atari,+ akagadzira matanda matsvene,+ akatanga kukotamira+ uto rose rokumatenga+ nokurishumira.+ 4 Akavaka atari+ mumba maJehovha, makanga manzi naJehovha: “Zita rangu richava muJerusarema nokusingagumi.”+ 5 Akavakira uto rose rokumatenga+ atari muzvivanze+ zviviri zveimba yaJehovha.+ 6 Akapinza vanakomana vake mumoto+ mumupata womwanakomana waHinomu,+ akaita zvemashiripiti,+ akashopera,+ akaita zvouroyi,+ akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure.+

7 Akaisawo chifananidzo chakavezwa+ chaakanga agadzira muimba yaMwari wechokwadi,+ yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu+ nokusingagumi+ muimba iyi nomuJerusarema, iro guta randakasarudza+ pamadzinza ose aIsraeri. 8 Handizobvisizve tsoka dzevaIsraeri panyika yandakapa+ madzitateguru avo,+ kana vakangochenjerera kuita zvose zvandakavarayira+ maererano nomutemo+ wose nemirau+ nezvakatongwa+ noruoko rwaMosesi.”+ 9 Manase+ akaramba achitsausa vaJudha+ nevagari vomuJerusarema kuti vaite zvakaipa+ kwazvo kupfuura marudzi akanga atsakatiswa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+

10 Jehovha akaramba achitaura naManase nevanhu vake, asi ivo havana kuteerera.+ 11 Jehovha akazounza+ vakuru veuto ramambo weAsiriya+ kuti vazovarwisa, naizvozvo vakabata Manase ari mumakomba,+ vakamusunga+ nezvisungo zvomumakumbo zviviri zvemhangura, vakaenda naye kuBhabhironi. 12 Pazvakangomutambudza,+ akaita kuti anzwirwe nyasha naJehovha Mwari wake,+ akaramba achizvininipisa+ kwazvo nokuda kwaMwari wemadzitateguru ake. 13 Akaramba achinyengetera kwaari, zvokuti Iye akabvuma kutetererwa+ naye, uye Iye akanzwa chikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha, akamudzorera kuJerusarema paumambo hwake;+ uye Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+

14 Pashure peizvi, akavakira Guta raDhavhidhi+ rusvingo rwokunze+ kumavirira kweGihoni,+ mumupata une rukova, kusvikira kuGedhi reHove,+ akaita kuti rupoterere nokuOferi,+ akaita kuti rukwirire kwazvo. Akazoisa vakuru veuto rehondo mumaguta ose akanga akavakirirwa muJudha.+ 15 Akabvisa vanamwari+ vokune dzimwe nyika nechidhori+ muimba yaJehovha neatari+ dzose dzaakanga avaka mugomo reimba yaJehovha nomuJerusarema, akabva aita kuti zvikandwe kunze kweguta. 16 Akagadzirawo atari yaJehovha,+ akatanga kubayira zvibayiro zvokugoverana+ nezvibayiro zvokuonga+ pamusoro payo, akaudza vaJudha kuti vashumire Jehovha Mwari waIsraeri.+ 17 Kunyange zvakadaro, vanhu vakanga vachiri kubayira zvibayiro panzvimbo dzakakwirira;+ kungoti vaizviitira Jehovha Mwari wavo.

18 Mamwe mabasa ose aManase nomunyengetero+ wake kuna Mwari wake nemashoko evaoni+ vakaramba vachitaura naye vachishandisa zita raJehovha Mwari waIsraeri, tarirai zviri pamabasa emadzimambo aIsraeri.+ 19 Munyengetero wake,+ nokuitirwa kwake zvaakateterera+ nechivi chake+ chose nokusatendeka+ kwake nepaakavakira nzvimbo dzakakwirira,+ akamisa matanda matsvene+ nemifananidzo yakavezwa+ asati azvininipisa,+ tarirai zvakanyorwa pamashoko evaoni vake. 20 Manase akazorara nemadzitateguru ake,+ vakamuviga+ paimba yake; uye mwanakomana wake Amone+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

21 Amone+ akanga aine makore makumi maviri nemaviri paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore maviri ari muJerusarema.+ 22 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ sezvakanga zvaitwa nababa vake Manase;+ uye Amone akabayira+ kumifananidzo yakavezwa+ yose yakanga yagadzirwa nababa vake Manase,+ uye akaramba achiishumira.+ 23 Haana kuzvininipisa+ pamberi paJehovha, sokuzvininipisa kwakaita baba vake Manase,+ nokuti Amone ndiye akaita kuti kuva nemhosva kuwedzere.+ 24 Vashandi vake vakazomumukira,+ vakamuurayira mumba make.+ 25 Asi vanhu vomunyika yacho vakauraya+ vose vakanga vamukira+ Mambo Amone,+ vanhu+ vomunyika yacho vakabva vagadza mwanakomana wake Josiya+ kuti ave mambo panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe