1 Makoronike 16:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Akabva agadza vamwe vaRevhi+ pamberi peareka yaJehovha kuti vave vashumiri,+ kuti vayeuke,+ vaonge+ uye varumbidze+ Jehovha Mwari waIsraeri, 1 Makoronike 25:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Dhavhidhi nevakuru+ vemapoka ebasa+ vakatsaurawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani+ naJedhutuni,+ vaya vaiprofita noudimbwa,+ nezviridzwa zvine tambo,+ nemakwakwakwa esimbi,+ kuti vaite basa. Machinda ebasa ravo akabva pana ivava.
4 Akabva agadza vamwe vaRevhi+ pamberi peareka yaJehovha kuti vave vashumiri,+ kuti vayeuke,+ vaonge+ uye varumbidze+ Jehovha Mwari waIsraeri,
25 Dhavhidhi nevakuru+ vemapoka ebasa+ vakatsaurawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani+ naJedhutuni,+ vaya vaiprofita noudimbwa,+ nezviridzwa zvine tambo,+ nemakwakwakwa esimbi,+ kuti vaite basa. Machinda ebasa ravo akabva pana ivava.