Dheuteronomi 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo+ wako wose nomweya+ wako wose nesimba+ rako rose. Dheuteronomi 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Zvino, haiwa iwe Israeri, Jehovha Mwari wako ari kukumbirei kwauri+ kunze kwokuti utye+ Jehovha Mwari wako, kuti ufambe munzira dzake dzose,+ umude,+ ushumire Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose;+
12 “Zvino, haiwa iwe Israeri, Jehovha Mwari wako ari kukumbirei kwauri+ kunze kwokuti utye+ Jehovha Mwari wako, kuti ufambe munzira dzake dzose,+ umude,+ ushumire Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose;+